RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+

  • 1 Makoronike 5:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Vakabatsirwa kuvarwisa, zvokuti vaHagri navose vavaiva navo vakaiswa muruoko rwavo, nokuti vakashevedzera kuna Mwari kuti vabatsirwe+ mukurwa, iye akabvuma kutetererwa navo nokuti vaivimba naye.+

  • 2 Makoronike 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+

  • Mateu 7:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaka, uye muchawana; rambai muchigogodza,+ uye muchazarurirwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe