Revhitiko 26:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo. Dheuteronomi 4:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Jehovha achakuparadzirai pakati pemamwe marudzi,+ uye muchasiyiwa muri vashoma+ pakati pemarudzi amuchadzingirwa kwaari naJehovha. Dheuteronomi 28:64 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 64 “Jehovha achakuparadzirai pakati pemarudzi ose kubva kune mumwe mugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika,+ uye ikoko uchashumira vamwe vanamwari vematanda nevematombo vausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako.+
33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo.
27 Jehovha achakuparadzirai pakati pemamwe marudzi,+ uye muchasiyiwa muri vashoma+ pakati pemarudzi amuchadzingirwa kwaari naJehovha.
64 “Jehovha achakuparadzirai pakati pemarudzi ose kubva kune mumwe mugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika,+ uye ikoko uchashumira vamwe vanamwari vematanda nevematombo vausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako.+