Dheuteronomi 30:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kana vanhu vako vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, Jehovha Mwari wako achakuunganidza uchibva ikoko uye achakutora kubva ikoko.+ Pisarema 106:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Tiponesei, haiwa Jehovha Mwari wedu,+Tiunganidzei kubva kumarudzi+Kuti tionge zita renyu dzvene,+Tikurumbidzei tichipembera nomufaro.+ Isaya 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye achasimudzira marudzi chiratidzo, ounganidza vakapararira vaIsraeri;+ uye achaunganidza vakapararira vaJudha vachibva kumigumo mina yenyika.+ Jeremiya 12:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kana ndavadzura, ndichavanzwirazve ngoni,+ ndichavadzosa, mumwe nomumwe kunhaka yake uye mumwe nomumwe kunyika yake.”+
4 Kana vanhu vako vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, Jehovha Mwari wako achakuunganidza uchibva ikoko uye achakutora kubva ikoko.+
47 Tiponesei, haiwa Jehovha Mwari wedu,+Tiunganidzei kubva kumarudzi+Kuti tionge zita renyu dzvene,+Tikurumbidzei tichipembera nomufaro.+
12 Iye achasimudzira marudzi chiratidzo, ounganidza vakapararira vaIsraeri;+ uye achaunganidza vakapararira vaJudha vachibva kumigumo mina yenyika.+
15 Kana ndavadzura, ndichavanzwirazve ngoni,+ ndichavadzosa, mumwe nomumwe kunhaka yake uye mumwe nomumwe kunyika yake.”+