Genesisi 22:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iyo ikati: “Usatambanudzira mukomana ruoko rwako uye usatomboita chinhu chipi nechipi kwaari,+ nokuti zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari nokuti hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete.”+
12 Iyo ikati: “Usatambanudzira mukomana ruoko rwako uye usatomboita chinhu chipi nechipi kwaari,+ nokuti zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari nokuti hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete.”+