Eksodho 14:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaIsraeri vakapfuura nepakati pegungwa panyika yakaoma,+ mvura payakanga yakaita madziro kwavari kuruoko rwavo rworudyi nokuruboshwe kwavo.+ Pisarema 66:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akachinja gungwa kuva nyika yakaoma;+Vakayambuka rwizi netsoka.+Takatanga kumufarira tiri ipapo.+
22 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaIsraeri vakapfuura nepakati pegungwa panyika yakaoma,+ mvura payakanga yakaita madziro kwavari kuruoko rwavo rworudyi nokuruboshwe kwavo.+