RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+

      “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+

      Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+

  • Pisarema 106:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Mvura yakafukidza mhandu dzavo;+

      Hapana kana imwe chete yadzo yakasiyiwa.+

  • VaHebheru 11:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Nokutenda vakapfuura nomuGungwa Dzvuku sepanyika yakaoma,+ asi pavakatsunga kupindawo namo vaIjipiti vakamedzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe