Numeri 20:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Tora tsvimbo,+ uunganidze ungano, iwe naAroni mukoma wako, uye muudze ibwe pamberi pavo kuti ribudise mvura yaro; uye munofanira kuvabudisira mvura inobva paibwe mopa ungano nemhuka dzavo dzinotakuriswa zvinhu chokunwa.”+ Dheuteronomi 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 akakufambisa nomurenje guru uye rinotyisa,+ maiva nenyoka dzine uturu,+ nezvinyavada nevhu rakaoma risina mvura; akakubudisira mvura mudombo rakaoma kwazvo;+ Pisarema 105:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Akavhura dombo, mvura ikatanga kubuda;+Iyi yakayerera ichienda nomunzvimbo dzisina mvura sorwizi.+
8 “Tora tsvimbo,+ uunganidze ungano, iwe naAroni mukoma wako, uye muudze ibwe pamberi pavo kuti ribudise mvura yaro; uye munofanira kuvabudisira mvura inobva paibwe mopa ungano nemhuka dzavo dzinotakuriswa zvinhu chokunwa.”+
15 akakufambisa nomurenje guru uye rinotyisa,+ maiva nenyoka dzine uturu,+ nezvinyavada nevhu rakaoma risina mvura; akakubudisira mvura mudombo rakaoma kwazvo;+
41 Akavhura dombo, mvura ikatanga kubuda;+Iyi yakayerera ichienda nomunzvimbo dzisina mvura sorwizi.+