Revhitiko 25:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Chokwadi, nyika yacho ichabereka zvibereko zvayo,+ uye muchadya moguta, mogara mairi makachengeteka.+ Dheuteronomi 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Paunenge wadya uye waguta,+ urumbidzewo+ Jehovha Mwari wako nokuda kwenyika yakanaka yaakakupa.+ Hosiya 13:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vakagutswawo zvaienderana nemafuro avo.+ Vakagutswa, mwoyo yavo ikatanga kuzvikwidziridza.+ Ndokusaka vakandikanganwa.+
19 Chokwadi, nyika yacho ichabereka zvibereko zvayo,+ uye muchadya moguta, mogara mairi makachengeteka.+
6 Vakagutswawo zvaienderana nemafuro avo.+ Vakagutswa, mwoyo yavo ikatanga kuzvikwidziridza.+ Ndokusaka vakandikanganwa.+