Dheuteronomi 31:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti ndichavaunza kunyika yandakapikira madzitateguru avo,+ inoyerera mukaka nouchi,+ uye vachadya,+ voguta, vokora+ uye votsaukira kune vamwe vanamwari,+ vachavashumira, vorega kundiremekedza, voputsa sungano yangu.+ Dheuteronomi 32:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Jeshuruni+ paakatanga kukora, akakava.+Iwe wakakora, wakava mukobvu, wakafuta.+Naizvozvo akasiya Mwari, iye akamusika,+Akazvidza Dombo+ rokuponeswa kwake. Pisarema 36:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vanonwa zvakakora zveimba yenyu zvakawanda;+Munoita kuti vanwe murukova rwezvinhu zvenyu zvinofadza.+
20 Nokuti ndichavaunza kunyika yandakapikira madzitateguru avo,+ inoyerera mukaka nouchi,+ uye vachadya,+ voguta, vokora+ uye votsaukira kune vamwe vanamwari,+ vachavashumira, vorega kundiremekedza, voputsa sungano yangu.+
15 Jeshuruni+ paakatanga kukora, akakava.+Iwe wakakora, wakava mukobvu, wakafuta.+Naizvozvo akasiya Mwari, iye akamusika,+Akazvidza Dombo+ rokuponeswa kwake.
8 Vanonwa zvakakora zveimba yenyu zvakawanda;+Munoita kuti vanwe murukova rwezvinhu zvenyu zvinofadza.+