1 Madzimambo 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 asi wakaita zvakaipa kupfuura vose vaya vakakutangira, ukazvigadzirira mumwe mwari+ nemifananidzo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa+ kuti undigumbure,+ uye ini ndini wawakarasira shure kwako;+ Pisarema 50:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Chokwadi, iwe—wakavenga kurangwa,+Unoramba uchirasira mashoko angu shure kwako.+
9 asi wakaita zvakaipa kupfuura vose vaya vakakutangira, ukazvigadzirira mumwe mwari+ nemifananidzo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa+ kuti undigumbure,+ uye ini ndini wawakarasira shure kwako;+