2 Makoronike 36:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Jehovha Mwari wemadzitateguru avo akaramba achivatumira shoko achishandisa nhume dzake,+ achivatumira avatumirazve, nokuti ainzwira tsitsi vanhu vake+ nenzvimbo yake yokugara.+
15 Jehovha Mwari wemadzitateguru avo akaramba achivatumira shoko achishandisa nhume dzake,+ achivatumira avatumirazve, nokuti ainzwira tsitsi vanhu vake+ nenzvimbo yake yokugara.+