RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 21:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Manase+ mambo waJudha zvaakaita zvinhu izvi zvinosemesa,+ iye akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa nevaAmori+ vakamutangira, akatadzisawo+ Judha nezvidhori zvake zvaisemesa sendove.

  • Pisarema 106:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 Naizvozvo vakaramba vachiteura ropa risina mhosva,+

      Iro ropa revanakomana vavo nevanasikana vavo,

      Vavakabayira kuzvidhori zveKenani;+

      Uye nyika yakasvibiswa nokuteura ropa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe