Dheuteronomi 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+ 1 Madzimambo 8:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ hakuna mumwe Mwari akaita semi+ kumatenga ari kumusoro kana panyika iri pasi, anochengeta sungano nokuva nomutsa worudo+ kuvashandi+ venyu vanofamba pamberi penyu nemwoyo yavo yose,+ VaHebheru 6:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti, nezvinhu zviviri zvisingachinjiki zvisingabviri kuti Mwari areve nhema+ pazviri, isu takatizira kunzvimbo yokupotera tikurudzirwe zvakasimba kuti tibate tariro+ yakaiswa pamberi pedu.
9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+
23 akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ hakuna mumwe Mwari akaita semi+ kumatenga ari kumusoro kana panyika iri pasi, anochengeta sungano nokuva nomutsa worudo+ kuvashandi+ venyu vanofamba pamberi penyu nemwoyo yavo yose,+
18 kuti, nezvinhu zviviri zvisingachinjiki zvisingabviri kuti Mwari areve nhema+ pazviri, isu takatizira kunzvimbo yokupotera tikurudzirwe zvakasimba kuti tibate tariro+ yakaiswa pamberi pedu.