Dhanieri 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndakatanga kunyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura, ndikati:+ “Aa Jehovha Mwari wechokwadi, Iye mukuru+ neanotyisa, anochengeta sungano+ nokuva nomutsa+ worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake,+ Mika 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+
4 Ndakatanga kunyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura, ndikati:+ “Aa Jehovha Mwari wechokwadi, Iye mukuru+ neanotyisa, anochengeta sungano+ nokuva nomutsa+ worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake,+
18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+