Dhanieri 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino ndichakuudza chokwadi:+ “Tarira! MuPezhiya muchamuka madzimambo matatu,+ uye wechina+ achaunganidza pfuma zhinji kupfuura mamwe ose.+ Paanongova nepfuma zhinji, achamutsa zvinhu zvose kuti zvirwe noumambo hweGirisi.+
2 Zvino ndichakuudza chokwadi:+ “Tarira! MuPezhiya muchamuka madzimambo matatu,+ uye wechina+ achaunganidza pfuma zhinji kupfuura mamwe ose.+ Paanongova nepfuma zhinji, achamutsa zvinhu zvose kuti zvirwe noumambo hweGirisi.+