RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 21:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 “Kana munhu akaita chivi chakakodzera kutongerwa rufu, akaurayiwa,+ ukamuturika padanda,+

  • Esteri 2:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Naizvozvo nyaya yacho yakaongororwa ikazowanikwa, vaviri vacho vakaturikwa+ padanda;+ zvichibva zvazonyorwa mubhuku remabasa+ epamazuva acho pamberi pamambo.

  • Esteri 7:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Zvino Habhona,+ mumwe wemachinda+ aiva pamberi pamambo, akati: “Uyewo, pane danda+ rakagadzirirwa Modhekai naHamani, aiva ataura zvakanaka pamusoro pamambo,+ rakamira mumba maHamani—rakareba makubhiti makumi mashanu.” Mambo akati: “Muturikei pariri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe