-
Esteri 5:14Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
14 Zereshi mudzimai wake neshamwari dzake dzose vakati kwaari: “Ngavagadzire danda+ rakareba makubhiti makumi mashanu. Mangwanani+ ibva wataurira mambo kuti vaturike Modhekai pariri.+ Ipapo pinda namambo kumabiko wakafara.” Naizvozvo chinhu chacho chakava chakanaka+ kuna Hamani, akabva aita kuti danda rigadzirwe.+
-