Pisarema 37:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Tarisira kuna Jehovha uchengete nzira yake,+Iye achakukwidziridza kuti ugare nhaka yenyika.+Vakaipa pavanoparadzwa, iwe uchazviona.+ Zvirevo 21:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Munhu akaipa rudzikinuro rwomunhu akarurama;+ asi munhu anonyengera anotora nzvimbo yevakarurama.+ 2 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+
34 Tarisira kuna Jehovha uchengete nzira yake,+Iye achakukwidziridza kuti ugare nhaka yenyika.+Vakaipa pavanoparadzwa, iwe uchazviona.+
18 Munhu akaipa rudzikinuro rwomunhu akarurama;+ asi munhu anonyengera anotora nzvimbo yevakarurama.+
9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+