Esteri 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Uyewo, mambokadzi Vhashti+ akaitira vakadzi mabiko paimba youmambo yaiva yaMambo Ahashivheroshi.