Esteri 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti kana ukanyarara panguva ino, kubatsirwa nokununurwa kwevaJudha zvichabva kune imwe nzvimbo;+ asi iwe neimba yababa vako, muchaparara. Ndiani anoziva kana wakava vahosi nokuda kwenguva yakaita seino?”+ Pisarema 75:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Mwari ndiye mutongi.+Anoderedza uyu, okwidziridza uyo.+
14 Nokuti kana ukanyarara panguva ino, kubatsirwa nokununurwa kwevaJudha zvichabva kune imwe nzvimbo;+ asi iwe neimba yababa vako, muchaparara. Ndiani anoziva kana wakava vahosi nokuda kwenguva yakaita seino?”+