Esteri 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Pamazuva iwayo Modhekai paakanga agere pagedhi ramambo, Bhigtani naTereshi, machinda maviri amambo, vachengeti vemasuo, vakatsamwa, vakaramba vachitsvaka kuuraya+ Mambo Ahashivheroshi. Esteri 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vashandi vose vamambo vaiva pagedhi ramambo+ vaikotama nokugwadamira Hamani, nokuti mambo akanga arayira kudaro pamusoro pake. Asi kana ari Modhekai, aisakotama kana kugwadama.+
21 Pamazuva iwayo Modhekai paakanga agere pagedhi ramambo, Bhigtani naTereshi, machinda maviri amambo, vachengeti vemasuo, vakatsamwa, vakaramba vachitsvaka kuuraya+ Mambo Ahashivheroshi.
2 Vashandi vose vamambo vaiva pagedhi ramambo+ vaikotama nokugwadamira Hamani, nokuti mambo akanga arayira kudaro pamusoro pake. Asi kana ari Modhekai, aisakotama kana kugwadama.+