Dheuteronomi 21:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Varume vose veguta rake ngavabve vamutema nematombo, uye anofanira kufa. Naizvozvo unofanira kubvisa zvakaipa pakati pako, uye vaIsraeri vose vachazvinzwa uye chokwadi vachatya.+ Esteri 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo Esteri akati: “Kana zvakanaka kuna mambo,+ mangwana vaJudha vari muShushani ngavabvumirwewo kuita maererano nomutemo wanhasi;+ uye vanakomana gumi vaHamani ngavaturikwe padanda.”+
21 Varume vose veguta rake ngavabve vamutema nematombo, uye anofanira kufa. Naizvozvo unofanira kubvisa zvakaipa pakati pako, uye vaIsraeri vose vachazvinzwa uye chokwadi vachatya.+
13 Naizvozvo Esteri akati: “Kana zvakanaka kuna mambo,+ mangwana vaJudha vari muShushani ngavabvumirwewo kuita maererano nomutemo wanhasi;+ uye vanakomana gumi vaHamani ngavaturikwe padanda.”+