RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 4:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 kuti bhuku rezvakanyorwa+ zvemadzitateguru enyu riongororwe. Muchabva mawana mubhuku rezvakaitika moziva kuti guta iroro iguta rinopandukira, rinoita kuti madzimambo nematunhu zvirasikirwe, uye mukati maro maiva nevaikonzera kupanduka kubvira pamazuva ekare. Ndokusaka guta iroro rakaitwa dongo.+

  • Esteri 6:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Usiku ihwohwo hope dzamambo dzakatiza.+ Naizvozvo akati vauye nebhuku rezvakanyorwa+ zvezvakaitika panguva dzacho. Nokudaro zvakaverengwa pamberi pamambo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe