Ezekieri 14:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “‘Kudai varume vatatu ava, Noa,+ Dhanieri+ naJobho+ vaiva mairi, vaizonunura mweya yavo nokuda kwokururama kwavo,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”+ Ezekieri 14:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kunyange kudai Noa,+ Dhanieri+ naJobho+ vaiva mairi,+ noupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘vaisazokwanisa kununura mwanakomana kana mwanasikana; ivo voga ndivo vaizonunura mweya yavo nokuda kwokururama kwavo.’”+ Jakobho 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Tarirai! Tinoti vanofara vaya vakatsungirira.+ Makanzwa nezvokutsungirira kwaJobho+ uye makaona zvaakaitirwa pakupedzisira naJehovha,+ kuti Jehovha ane rudo rukuru uye ane ngoni.+
14 “‘Kudai varume vatatu ava, Noa,+ Dhanieri+ naJobho+ vaiva mairi, vaizonunura mweya yavo nokuda kwokururama kwavo,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”+
20 kunyange kudai Noa,+ Dhanieri+ naJobho+ vaiva mairi,+ noupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘vaisazokwanisa kununura mwanakomana kana mwanasikana; ivo voga ndivo vaizonunura mweya yavo nokuda kwokururama kwavo.’”+
11 Tarirai! Tinoti vanofara vaya vakatsungirira.+ Makanzwa nezvokutsungirira kwaJobho+ uye makaona zvaakaitirwa pakupedzisira naJehovha,+ kuti Jehovha ane rudo rukuru uye ane ngoni.+