Dheuteronomi 32:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nokuti nzira dzake dzose ndedzokururamisira.+NdiMwari akatendeka,+ asina kusaruramisira;+Iye akarurama uye akatendeseka.+ Pisarema 33:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Iye anoda kururama nokururamisira.+Nyika izere nomutsa worudo waJehovha.+ Pisarema 37:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti Jehovha anoda kururamisira,+Haazosiyi vakavimbika vake.+ ע [ʽAʹyin]Vachachengetedzwa nokusingagumi;+Asi vana vevakaipa, chokwadi vachaparadzwa.+
4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nokuti nzira dzake dzose ndedzokururamisira.+NdiMwari akatendeka,+ asina kusaruramisira;+Iye akarurama uye akatendeseka.+
28 Nokuti Jehovha anoda kururamisira,+Haazosiyi vakavimbika vake.+ ע [ʽAʹyin]Vachachengetedzwa nokusingagumi;+Asi vana vevakaipa, chokwadi vachaparadzwa.+