Pisarema 11:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Jehovha akarurama;+ anoda mabasa akarurama.+Vakarurama ndivo vachaona chiso chake.+ Pisarema 71:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Haiwa Mwari, kururama kwenyu kunosvika kumusoro;+Pamusoro pezvinhu zvikuru zvamakaita,+Haiwa Mwari, ndiani akaita semi?+
19 Haiwa Mwari, kururama kwenyu kunosvika kumusoro;+Pamusoro pezvinhu zvikuru zvamakaita,+Haiwa Mwari, ndiani akaita semi?+