Genesisi 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 vanakomana vaMwari wechokwadi+ vakaona+ vanasikana vevanhu, kuti vakanga vakanaka; vakatora madzimai, kureva ose avakasarudza. 1 Madzimambo 22:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino iye akati: “Naizvozvo inzwai shoko raJehovha:+ Ndaona Jehovha akagara pachigaro chake choumambo,+ uto rose rokumatenga rakamira pedyo naye, kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.+ Jobho 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino rimwe zuva vanakomana vaMwari wechokwadi+ pavakapinda kuti vamire pamberi paJehovha,+ Satani+ akapindawo pakati pavo chaipo.+ Jobho 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Pashure peizvi, rimwe zuva vanakomana vaMwari wechokwadi pavakapinda kuti vamire pamberi paJehovha, Satani akapindawo pakati pavo chaipo kuti amire pamberi paJehovha.+ Pisarema 89:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti ndiani ari kumatenga angaenzaniswa naJehovha?+Ndiani angafanana naJehovha pakati pevanakomana vaMwari?+ Pisarema 104:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Anoita kuti ngirozi dzake dzive midzimu,+Vashumiri vake vave moto unoparadza.+
2 vanakomana vaMwari wechokwadi+ vakaona+ vanasikana vevanhu, kuti vakanga vakanaka; vakatora madzimai, kureva ose avakasarudza.
19 Zvino iye akati: “Naizvozvo inzwai shoko raJehovha:+ Ndaona Jehovha akagara pachigaro chake choumambo,+ uto rose rokumatenga rakamira pedyo naye, kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.+
6 Zvino rimwe zuva vanakomana vaMwari wechokwadi+ pavakapinda kuti vamire pamberi paJehovha,+ Satani+ akapindawo pakati pavo chaipo.+
2 Pashure peizvi, rimwe zuva vanakomana vaMwari wechokwadi pavakapinda kuti vamire pamberi paJehovha, Satani akapindawo pakati pavo chaipo kuti amire pamberi paJehovha.+
6 Nokuti ndiani ari kumatenga angaenzaniswa naJehovha?+Ndiani angafanana naJehovha pakati pevanakomana vaMwari?+