-
Jobho 2:3Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
3 Jehovha akati kuna Satani: “Wanyatsocherechedza mushumiri wangu Jobho here,+ kuti hakuna akafanana naye panyika, murume asina chaanopomerwa, akarurama,+ anotya Mwari+ uye anonzvenga zvakaipa?+ Nazvino achakabata zvakasimba kuvimbika kwake,+ kunyange zvazvo iwe uchindikurudzira+ kuti ndimuparadze pasina chikonzero.”+
-