1 Makoronike 29:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro. Jobho 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Munhu, akaberekwa nomukadzi,+Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nezvinhu zvinonetsa.+ Pisarema 144:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu akafanana nemhepowo zvayo inofemwa;+Mazuva ake akafanana nomumvuri unopfuura.+
15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro.