Genesisi 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Iyi ndiyo nhoroondo yaNoa. Noa akanga ari munhu akarurama.+ Akanga asina mhosva pakati pevanhu venguva yake. Noa akafamba naMwari wechokwadi.+ 2 Madzimambo 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ndinokukumbirai kwazvo, haiwa Jehovha, ndapota, yeukai+ kufamba+ kwandakaita pamberi penyu muchokwadi+ uye nomwoyo wakakwana,+ uye ndakaita zvakanaka pamberi penyu.”+ Hezekiya akatanga kusvimha misodzi kwazvo.+
9 Iyi ndiyo nhoroondo yaNoa. Noa akanga ari munhu akarurama.+ Akanga asina mhosva pakati pevanhu venguva yake. Noa akafamba naMwari wechokwadi.+
3 “Ndinokukumbirai kwazvo, haiwa Jehovha, ndapota, yeukai+ kufamba+ kwandakaita pamberi penyu muchokwadi+ uye nomwoyo wakakwana,+ uye ndakaita zvakanaka pamberi penyu.”+ Hezekiya akatanga kusvimha misodzi kwazvo.+