Pisarema 51:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Tarirai! Ndakaberekwa nemarwadzo okusununguka ndiine kukanganisa,+Amai vangu vakandinambira muchivi.+ 1 VaKorinde 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti mukadzi zvaanobva kumurume,+ naizvozvowo murume aripo nomukadzi;+ asi zvinhu zvose zvinobva kuna Mwari.+
5 Tarirai! Ndakaberekwa nemarwadzo okusununguka ndiine kukanganisa,+Amai vangu vakandinambira muchivi.+
12 Nokuti mukadzi zvaanobva kumurume,+ naizvozvowo murume aripo nomukadzi;+ asi zvinhu zvose zvinobva kuna Mwari.+