Pisarema 39:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera. Pisarema 90:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mazuva emakore edu makore makumi manomwe;+Asi kana tiine simba kwazvo, makore makumi masere,+Asi anoramba achiunza kunetseka nezvinhu zvinokuvadza;+Nokuti achakurumidza kupfuura, tobhururuka, toenda.+ Jakobho 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+
5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera.
10 Mazuva emakore edu makore makumi manomwe;+Asi kana tiine simba kwazvo, makore makumi masere,+Asi anoramba achiunza kunetseka nezvinhu zvinokuvadza;+Nokuti achakurumidza kupfuura, tobhururuka, toenda.+
14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+