RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 5:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Kana ari aimbova magavhuna akanga anditangira, akanga aremedza vanhu, uye zuva nezuva akaramba achitora kwavari mashekeri makumi mana esirivha nokuda kwezvokudya newaini. Uyewo, vashandi vavo vaidzvinyirira vanhu.+ Asi ini handina kuita izvozvo+ nokuti ndaitya Mwari.+

  • Zvirevo 8:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Kutya Jehovha kunoreva kuvenga zvakaipa.+ Ndinovenga kuzvikwidziridza nokudada+ nenzira yakaipa nomuromo unotaura zvakatsauka.+

  • Zvirevo 16:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Kukanganisa kunoyananisirwa nomutsa worudo nechokwadi,+ uye munhu anobva pane zvakaipa nokuda kwokutya Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe