Pisarema 74:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Imi makanyandura gungwa nesimba renyu;+Makaputsa misoro yemazimhuka omugungwa ari mumvura.+ Isaya 51:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Asi ini, Jehovha, ndini Mwari wako, Iye anonyandura gungwa kuti mafungu aro arege kugadzikana.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+
15 “Asi ini, Jehovha, ndini Mwari wako, Iye anonyandura gungwa kuti mafungu aro arege kugadzikana.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+