Pisarema 65:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Anofara munhu wamunosarudza uye wamunoswededza pedyo,+Kuti agare muzvivanze zvenyu.+Tichagutswa nokunaka kweimba yenyu,+Iyo nzvimbo tsvene yetemberi yenyu.+ Pisarema 92:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mabasa enyu makuru sei, haiwa Jehovha!+Kufunga kwenyu kwakadzama kwazvo.+ Muparidzi 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Iye akaita zvinhu zvose zvakanaka panguva yazvo.+ Akaisawo nguva isingagumi mumwoyo mavo,+ kuti vanhu varege kumboziva basa rakaitwa naMwari wechokwadi kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira.+ Isaya 55:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Nokuti sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,+ saizvozvowo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu,+ uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+
4 Anofara munhu wamunosarudza uye wamunoswededza pedyo,+Kuti agare muzvivanze zvenyu.+Tichagutswa nokunaka kweimba yenyu,+Iyo nzvimbo tsvene yetemberi yenyu.+
11 Iye akaita zvinhu zvose zvakanaka panguva yazvo.+ Akaisawo nguva isingagumi mumwoyo mavo,+ kuti vanhu varege kumboziva basa rakaitwa naMwari wechokwadi kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira.+
9 “Nokuti sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,+ saizvozvowo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu,+ uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+