Zvirevo 13:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Munhu akanaka achasiyira vanakomana vevanakomana nhaka, uye pfuma yomutadzi chinhu chinochengeterwa munhu akarurama.+ Zvirevo 28:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Munhu anowedzera zvinhu zvake zvinokosha nomubereko+ nechimbadzo anongozviunganidzira munhu anonzwira nyasha vakaderera.+ Muparidzi 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti iye akapa munhu akanaka ari pamberi pake+ uchenjeri nezivo nokufara,+ asi mutadzi akamupa basa rokuunganidza nokututa kuti anopa munhu akanaka pamberi paMwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye kudzingana nemhepo.+
22 Munhu akanaka achasiyira vanakomana vevanakomana nhaka, uye pfuma yomutadzi chinhu chinochengeterwa munhu akarurama.+
8 Munhu anowedzera zvinhu zvake zvinokosha nomubereko+ nechimbadzo anongozviunganidzira munhu anonzwira nyasha vakaderera.+
26 Nokuti iye akapa munhu akanaka ari pamberi pake+ uchenjeri nezivo nokufara,+ asi mutadzi akamupa basa rokuunganidza nokututa kuti anopa munhu akanaka pamberi paMwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye kudzingana nemhepo.+