Pisarema 27:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musandivanzira chiso chenyu.+Musadzinga mushumiri wenyu makatsamwa.+Ivai rubatsiro rwangu.+Musandirasa uye musandisiya, haiwa Mwari woruponeso rwangu.+ Pisarema 30:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Haiwa Jehovha, makaita kuti gomo rangu rimire nesimba nokuti maindifarira.+Makavanza chiso chenyu; ndikava munhu anonetseka.+
9 Musandivanzira chiso chenyu.+Musadzinga mushumiri wenyu makatsamwa.+Ivai rubatsiro rwangu.+Musandirasa uye musandisiya, haiwa Mwari woruponeso rwangu.+
7 Haiwa Jehovha, makaita kuti gomo rangu rimire nesimba nokuti maindifarira.+Makavanza chiso chenyu; ndikava munhu anonetseka.+