Dhanieri 6:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Mwari wangu+ atuma ngirozi+ yake, ikavhara miromo yeshumba,+ hadzina kundiparadza, nokuti ndawanikwa ndisina mhosva pamberi pake;+ uyewo handina kuita chinhu chinokuvadza pamberi penyu, haiwa imi mambo.”+ 1 VaKorinde 10:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hapana muedzo wakakubatai kunze kweinozivikanwa nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka,+ uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nomuedzo achaitawo nzira yokubuda nayo+ kuti mukwanise kuutsungirira.
22 Mwari wangu+ atuma ngirozi+ yake, ikavhara miromo yeshumba,+ hadzina kundiparadza, nokuti ndawanikwa ndisina mhosva pamberi pake;+ uyewo handina kuita chinhu chinokuvadza pamberi penyu, haiwa imi mambo.”+
13 Hapana muedzo wakakubatai kunze kweinozivikanwa nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka,+ uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nomuedzo achaitawo nzira yokubuda nayo+ kuti mukwanise kuutsungirira.