Johani 18:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvino vakabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Zvino akanga ava mangwanani-ngwanani. Asi ivo havana kupinda mumuzinda wagavhuna, kuti varege kusvibiswa+ asi kuti vadye paseka.
28 Zvino vakabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Zvino akanga ava mangwanani-ngwanani. Asi ivo havana kupinda mumuzinda wagavhuna, kuti varege kusvibiswa+ asi kuti vadye paseka.