Pisarema 69:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vaya vanondivenga pasina chikonzero vava vazhinji kupfuura bvudzi romusoro wangu.+Vaya vari kuita kuti ndinyarare, vachiva vavengi vangu pasina chikonzero, vava vazhinji.+Ndakabva ndadzorera zvandakanga ndisina kutora nougororo. Zvirevo 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 achichonya neziso rake,+ achiita zviratidzo netsoka yake, achinongedza neminwe yake.+ Johani 15:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi zvakaita saizvozvo kuti shoko rakanyorwa muMutemo wavo rizadzike, rokuti, ‘Vakandivenga pasina chikonzero.’+
4 Vaya vanondivenga pasina chikonzero vava vazhinji kupfuura bvudzi romusoro wangu.+Vaya vari kuita kuti ndinyarare, vachiva vavengi vangu pasina chikonzero, vava vazhinji.+Ndakabva ndadzorera zvandakanga ndisina kutora nougororo.
25 Asi zvakaita saizvozvo kuti shoko rakanyorwa muMutemo wavo rizadzike, rokuti, ‘Vakandivenga pasina chikonzero.’+