Pisarema 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Bayirai zvibayiro zvokururama,+Muvimbe naJehovha.+ Isaya 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Dzidzai kuita zvakanaka;+ tsvakai kururamisira;+ ruramisai anodzvinyirira;+ tongerai nherera;+ rwirai mhosva yechirikadzi.”+ Isaya 50:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndiani pakati penyu anotya+ Jehovha, anoteerera inzwi romushumiri wake,+ akafamba murima+ rinogara riripo uye asina chiedza? Ngaavimbe nezita raJehovha+ asendamire pana Mwari wake.+ VaHebheru 13:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvakare, musakanganwa kuita zvakanaka+ nokugoverana zvinhu nevamwe, nokuti Mwari anofadzwa kwazvo nezvibayiro zvakadaro.+
17 Dzidzai kuita zvakanaka;+ tsvakai kururamisira;+ ruramisai anodzvinyirira;+ tongerai nherera;+ rwirai mhosva yechirikadzi.”+
10 Ndiani pakati penyu anotya+ Jehovha, anoteerera inzwi romushumiri wake,+ akafamba murima+ rinogara riripo uye asina chiedza? Ngaavimbe nezita raJehovha+ asendamire pana Mwari wake.+
16 Zvakare, musakanganwa kuita zvakanaka+ nokugoverana zvinhu nevamwe, nokuti Mwari anofadzwa kwazvo nezvibayiro zvakadaro.+