RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 45:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Nokuti zvanzi naJehovha, Musiki wematenga,+ Iye Mwari wechokwadi,+ Muumbi wenyika noMuiti wayo,+ Iye akaisimbisa kwazvo,+ asina kungoisikira pasina, akaiumba kuti igarwe:+ “Ndini Jehovha, hakuna mumwezve.+

  • Mateu 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Vanofara vanyoro,+ nokuti vachagara nhaka yenyika.+

  • Zvakazarurwa 21:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Naizvozvo ndakanzwa inzwi guru richibva kuchigaro choumambo richiti: “Tarirai! Tende+ raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara+ navo, uye ivo vachava vanhu vake.+ Mwari pachake achava navo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe