RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 72:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Mumazuva ake, munhu akarurama achamera,+

      Uye rugare rukuru ruchavapo kusvikira mwedzi usisipo.+

  • Pisarema 119:165
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 165 Rugare rukuru ndorwevaya vanoda mutemo wenyu,+

      Uye hapana chinovagumbura.+

  • Isaya 26:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Muchachengetedza zvinodiwa zvinonyatsotsigirwa murugare runoramba ruripo,+ nokuti munhu anoitwa kuti avimbe nemi.+

  • Isaya 48:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Haiwa kudai waizoteerera mirayiro yangu!+ Rugare rwako rwaizoita sorwizi,+ nokururama kwako semafungu egungwa.+

  • VaFiripi 4:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 uye rugare+ rwaMwari runopfuura kufunga kwose rucharinda mwoyo yenyu+ nesimba renyu rokufunga pachishandiswa Kristu Jesu.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe