RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 30:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 nokuda Jehovha Mwari wenyu,+ nokuteerera inzwi rake uye nokunamatira kwaari;+ nokuti iye ndiye upenyu hwenyu nokuwanzwa kwemazuva enyu,+ kuti mugare panyika yakapikirwa naJehovha kuti achapa madzitateguru enyu Abrahamu, Isaka naJakobho.”+

  • Pisarema 37:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Nokuti vanoita zvakaipa vachaparadzwa,+

      Asi vaya vanotarisira kuna Jehovha ndivo vachagara nhaka yenyika.+

  • Zvirevo 2:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Nokuti vakarurama ndivo vachagara panyika,+ uye vasina chavanopomerwa ndivo vachasara vari pairi.+

  • Mateu 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Vanofara vanyoro,+ nokuti vachagara nhaka yenyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe