Jeremiya 51:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 “Tanyadziswa,+ nokuti tanzwa kuzvidzwa.+ Kunyara kwafukidza zviso zvedu,+ nokuti vanhu vatisingazivi vauya kuzorwisa nzvimbo tsvene dzeimba yaJehovha.”+
51 “Tanyadziswa,+ nokuti tanzwa kuzvidzwa.+ Kunyara kwafukidza zviso zvedu,+ nokuti vanhu vatisingazivi vauya kuzorwisa nzvimbo tsvene dzeimba yaJehovha.”+