Mateu 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Achipindura, Jesu akati kwaari: “Rega zvive zvakadaro, nguva ino, nokuti saizvozvo zvakakodzera kuti tiite zvose zvakarurama.”+ Ipapo haana kuzomurambidza. VaHebheru 7:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti mupristi mukuru akadai souyu akanga akatikodzera,+ akavimbika,+ asina mhosva,+ asina kusvibiswa,+ akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akava akakwirira kupfuura matenga.+
15 Achipindura, Jesu akati kwaari: “Rega zvive zvakadaro, nguva ino, nokuti saizvozvo zvakakodzera kuti tiite zvose zvakarurama.”+ Ipapo haana kuzomurambidza.
26 Nokuti mupristi mukuru akadai souyu akanga akatikodzera,+ akavimbika,+ asina mhosva,+ asina kusvibiswa,+ akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akava akakwirira kupfuura matenga.+