Pisarema 22:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti umambo ndohwaJehovha,+Ndiye ari kutonga marudzi.+ Maraki 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Munhu anonyengera, achipika uye achibayira mhuka yakakuvara kuna Jehovha asi muboka rake rezvipfuwo muine mhuka hono ngaatukwe.+ Nokuti ndiri Mambo mukuru,”+ Jehovha wemauto adaro, “uye zita rangu richava rinotyisa pakati pemarudzi.”+
14 “Munhu anonyengera, achipika uye achibayira mhuka yakakuvara kuna Jehovha asi muboka rake rezvipfuwo muine mhuka hono ngaatukwe.+ Nokuti ndiri Mambo mukuru,”+ Jehovha wemauto adaro, “uye zita rangu richava rinotyisa pakati pemarudzi.”+