2 Makoronike 33:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Pazvakangomutambudza,+ akaita kuti anzwirwe nyasha naJehovha Mwari wake,+ akaramba achizvininipisa+ kwazvo nokuda kwaMwari wemadzitateguru ake. Pisarema 77:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakatsvaka Jehovha pazuva rokutambudzika kwangu.+Ruoko rwangu rwanga rwakatambanudzwa usiku asi haruna kurukutika;Mweya wangu waramba kunyaradzwa.+ Pisarema 91:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Iye achandishevedza, uye ini ndichamupindura.+Ndichava naye pakutambudzika.+Ndichamununura ndomukudza.+ Ruka 22:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Asi achirwadziwa akaramba achinyengetera nomwoyo wose;+ uye ziya rake rakava semadonhwe eropa richidonhera pasi.+
12 Pazvakangomutambudza,+ akaita kuti anzwirwe nyasha naJehovha Mwari wake,+ akaramba achizvininipisa+ kwazvo nokuda kwaMwari wemadzitateguru ake.
2 Ndakatsvaka Jehovha pazuva rokutambudzika kwangu.+Ruoko rwangu rwanga rwakatambanudzwa usiku asi haruna kurukutika;Mweya wangu waramba kunyaradzwa.+
15 Iye achandishevedza, uye ini ndichamupindura.+Ndichava naye pakutambudzika.+Ndichamununura ndomukudza.+
44 Asi achirwadziwa akaramba achinyengetera nomwoyo wose;+ uye ziya rake rakava semadonhwe eropa richidonhera pasi.+