Pisarema 22:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Imi vanotya Jehovha, murumbidzei!+Imi mose vana vaJakobho, mukudzei!+Mutyei, imi mose vana vaIsraeri.+ Pisarema 27:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino musoro wangu uchava pamusoro pevavengi vangu vakandikomba;+Ndichabayira zvibayiro zvokushevedzera kwokufara patende rake;+Ndichaimba, ndoimbira Jehovha rwiyo.+ VaRoma 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo ndinokutetererai netsitsi dzaMwari, hama, kuti mupe miviri yenyu+ sechibayiro+ chipenyu,+ chitsvene,+ chinogamuchirika kuna Mwari,+ iro basa dzvene+ nesimba renyu rokufunga.+ VaEfeso 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 muchigara muchionga+ Mwari wedu uye Baba vedu nokuda kwezvinhu zvose nomuzita raShe wedu Jesu Kristu. 1 VaTesaronika 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ongai pamusoro pezvinhu zvose.+ Nokuti izvi ndizvo zvinodiwa naMwari pamwe naKristu Jesu kwamuri. VaHebheru 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ngatigarei tichipa Mwari chibayiro chokurumbidza+ nokwaari, icho chibereko chemiromo+ iyo inozivisa pachena zita rake.+
23 Imi vanotya Jehovha, murumbidzei!+Imi mose vana vaJakobho, mukudzei!+Mutyei, imi mose vana vaIsraeri.+
6 Zvino musoro wangu uchava pamusoro pevavengi vangu vakandikomba;+Ndichabayira zvibayiro zvokushevedzera kwokufara patende rake;+Ndichaimba, ndoimbira Jehovha rwiyo.+
12 Naizvozvo ndinokutetererai netsitsi dzaMwari, hama, kuti mupe miviri yenyu+ sechibayiro+ chipenyu,+ chitsvene,+ chinogamuchirika kuna Mwari,+ iro basa dzvene+ nesimba renyu rokufunga.+
20 muchigara muchionga+ Mwari wedu uye Baba vedu nokuda kwezvinhu zvose nomuzita raShe wedu Jesu Kristu.
15 Ngatigarei tichipa Mwari chibayiro chokurumbidza+ nokwaari, icho chibereko chemiromo+ iyo inozivisa pachena zita rake.+