RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:58
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 58 “Kana ukasachenjerera kuita mashoko ose omutemo uyu akanyorwa mubhuku rino,+ kuti utye zita iri rinokudzwa+ nerinotyisa,+ iro rokuti Jehovha,+ Mwari wako,

  • Pisarema 148:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvose ngazvirumbidze zita raJehovha,+

      Nokuti zita rake roga ndiro riri kumusoro kusingasvikiki.+

      Kukudzwa kwake kuri kumusoro kwenyika nedenga.+

  • Mateu 6:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Saka, munofanira kunyengetera seizvi:+

      “‘Baba vedu vari kumatenga, zita renyu+ ngaritsveneswe.+

  • Johani 17:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Ndakavazivisa zita renyu+ uye ndicharizivisa, kuti rudo rwamakandida narwo ruve mavari uye ini ndive pamwe navo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe